Bluffhill SDA Church || BIBLE TRUTH PODCAST || TOPIC: POLYGAMY

Ойын-сауық

Пікірлер: 6

  • @chicco.descendentofjudah
    @chicco.descendentofjudah10 ай бұрын

    Mabatiro amunoita the Book of Genesis Dr... 😊👏.... God bless you

  • @chaplain6691

    @chaplain6691

    9 ай бұрын

    Wonderful!

  • @budview-eaglesyouthministries
    @budview-eaglesyouthministries10 ай бұрын

    Question iyi inopisa

  • @Dolorosa247
    @Dolorosa24710 ай бұрын

    Kana Mwari achiti USAITE UPOMBWE pa 10 commandments dzaakatipa arikutaura ani? Vemabarika vari included apa, even kutarisa lustfully, Mathew says watoita hupombwe. So ini hangu iii handingadi kuzviona zvichibvumirwa kupinda mu church zvinhu zvakadaro shuwa kuti hanzi mhombwe ngaabapatidzwe hake pamwe nepfambi dzake otouya nadzo ku church ??? Correct me if I am wrong. Sin by it's name Pastor, the world is watching and learning from??

  • @Dolorosa247
    @Dolorosa24710 ай бұрын

    Aiwa Pastor apo ndapokana. There is no need to review church policy so as to accommodate African prostitution. One man one wife, baptised or not, otherwise kudenga havaendi just because of vana vamati vaizoguma vavenga church. It's the fault of the adulterer that the kids suffer and hate church forever. Church haifaniri ku tolerate mhombwe nevakadzi vayo pabasa ra Mwari. Otherwise taakupinza vana va Eli mu church kuti vashande basa raMwari. Tikasapa bata zvakanaka apa ka church ichazara ne mhombwe nepfambi kuita Sowe Adventist. "Falling away first" ndoo yataka tarisana nayo apa. What next is the incorportation of LGBT plus, just like ma churches nema Adventist Universities in USA America

  • @chaplain6691

    @chaplain6691

    9 ай бұрын

    Thank you!

Келесі