Drewmas bvunzai madzimai ayo kuti chiri kusekesa chii ipapa nzenza dzevanhu aaaa dai vangoti hatina zvekutaura
@jackyshitto822 Жыл бұрын
They may say ingozi but varipo vanhu vanenge vachitoshereketa n then claim its ngozi.ngozi haiuraye n eat flesh n drink blood.hakuna musha usina ngozi.pane akutoitabata tsotso mumhuri umu
Chihera you are beautiful i am happy to see that you are back You are very professional .Teach Shumba a few things. Plse Shunba can you allow Chihera to lead just one episode
@berthymbidzo350 Жыл бұрын
Varoi ana tete avo ngavabvise tumadhuku twe white utwo hapana kana kunamata apo.Chehere welcome back
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Vana tete avo vane nyaya. If you are clean you defend yourself so kana vachitiza zvinorevei.
@princechigoma3894 Жыл бұрын
Ana Tete avo vakuziva nyaya dzavo
@cathrinemavindidze5409 Жыл бұрын
Mhofu kadzi welcome back
@tinahmaduu4781 Жыл бұрын
Welcome Chihera mai vangu mauya masimba kuita matama
@rachelmutsatsa8497 Жыл бұрын
Aaaa welcm chihera 🤩🤩
@faithmoyo7924 Жыл бұрын
Mafiro akadayi arikuyitika munyika medu mumwedzi uno waAugust, unogona uchikonzerwa nemweya yemaComrades akafira mumasango munguva yehondo asina kuradzikwa zvakanaka.
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Welcome back mainin Chihera mkoma Andrew and all Drewmas media crew tinotenda nebasa ramurikuita
Пікірлер: 166
Vakdzi vakuseka avo vakuseki dai vakarambwa nevarume nzenza dzevanhu
Dear Lord,😭😭😭😭😭 wonaiwo kurwadziwa kwedu Tenzi mashoko chaiwo ekutaura hatina,only you can save us all.
Vana tete ava vari vaviri vanozivana dei vasina hurombwa dei vabvuma ka kutaura namukoma Drew
Vakadzi vaviri avo havana kumira mushe vaisekei
Vakadzi vaviri avo varikuseka Havana kukwana zvachose hunhu hwakadyiwa nembwa kufa kufa hazvina kuti urimuporofita here
Drewmas bvunzai madzimai ayo kuti chiri kusekesa chii ipapa nzenza dzevanhu aaaa dai vangoti hatina zvekutaura
They may say ingozi but varipo vanhu vanenge vachitoshereketa n then claim its ngozi.ngozi haiuraye n eat flesh n drink blood.hakuna musha usina ngozi.pane akutoitabata tsotso mumhuri umu
Vakadzi vaviri avo varikuseka chii ipapa chiri kusekesa.varikuratidza kufara nazvo zverufu urwu kuratidza kuti havana kukwana kuita sekuti varikuti amai avo vakagonekwa
Nyika y akatakura kurema, Mwari sanganai nemhuri iyi, mhepo yacho yakaoma.
Chihera you are beautiful i am happy to see that you are back You are very professional .Teach Shumba a few things. Plse Shunba can you allow Chihera to lead just one episode
Varoi ana tete avo ngavabvise tumadhuku twe white utwo hapana kana kunamata apo.Chehere welcome back
Vana tete avo vane nyaya. If you are clean you defend yourself so kana vachitiza zvinorevei.
Ana Tete avo vakuziva nyaya dzavo
Mhofu kadzi welcome back
Welcome Chihera mai vangu mauya masimba kuita matama
Aaaa welcm chihera 🤩🤩
Mafiro akadayi arikuyitika munyika medu mumwedzi uno waAugust, unogona uchikonzerwa nemweya yemaComrades akafira mumasango munguva yehondo asina kuradzikwa zvakanaka.
Welcome back mainin Chihera mkoma Andrew and all Drewmas media crew tinotenda nebasa ramurikuita
Mfaro wangu kuona Chihera back💃💃💃🥰🥰
Welcome back Chihera, looking good dear 😘.