ANOTHER LEVEL-PARADZAI MESI

Ойын-сауық

MASVINGO GARAYI PASI

Пікірлер: 353

  • @pastormvhvoices
    @pastormvhvoices2 жыл бұрын

    Mkoma Paradzai Mesi regai doro please munoimba zvemhando yepamusoro asi ndoona kudhakwa kwave kukanganisa kuimba kwenyu pamwe nehutano pliz we need you and keep supporting you

  • @tendamandizvidza6677

    @tendamandizvidza6677

    2 жыл бұрын

    True

  • @loicezuze1354

    @loicezuze1354

    2 жыл бұрын

    Shuwa

  • @nkosinathincube2758
    @nkosinathincube27582 жыл бұрын

    Mkoma Paradzai Mesi happy to see you . Ndaimbodarika pamba pavo mukuru ava ndichamboenda ku school kunonzi kuMachaya 2007 kuMuzarabani murume anechipo iyeyu .massage pama song avo anondiitira

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo49322 жыл бұрын

    Kkkkkk ndiko kuzvipindurira ka uku kungoita Mukoma Paradzai kwete zva Sugar sugar zviye

  • @tinayetinago8381

    @tinayetinago8381

    2 жыл бұрын

    Kkkl

  • @lukachapeyama
    @lukachapeyama2 жыл бұрын

    Pakunwa dzabvuma...hanzi ndomwa zvekukanganwa kana zita! Kkkkk. He is a bubbly character though...

  • @Hlangano8822
    @Hlangano88222 жыл бұрын

    Thanks mukoma neshamba nekutiunzira Muimbi uyu kare ndichida kunzwa kuti zvirikufamba sei nemukuru uyu

  • @zachariagrand7584
    @zachariagrand7584 Жыл бұрын

    Drewmers makagara muri mberi. You are a visionary

  • @sipho8922
    @sipho89222 жыл бұрын

    My best Artist in rumba music Paradzai mesi my best song imba yangu

  • @marlonrusvava9875

    @marlonrusvava9875

    2 жыл бұрын

    Chakakwaturwa chi song ichi

  • @eltonde7921

    @eltonde7921

    2 жыл бұрын

    Rumba?

  • @alexanderbuwe2044
    @alexanderbuwe20442 жыл бұрын

    Ka sungura kamukoma Para kanondiitira mhani,,shasha yemashasha,,my best song from this man is,,mari ibesaniso,inopesanisa wehukama

  • @tarirodhlamini4504
    @tarirodhlamini45042 жыл бұрын

    He is my favorite though zvichiramba hazvo love you Mr Para ❤😘

  • @BrillMazvanya291

    @BrillMazvanya291

    2 жыл бұрын

    Mfesi uyu pane akamushereketera dear ayitova nezvinhu zvake kare I remember ayive neTax neMazda Buckie neinstrument rake rakaperera ndobva zvazongotsakatika

  • @muchengetimashiri4219
    @muchengetimashiri42192 жыл бұрын

    Paati Kujata Jata apo haaa tamupa respect

  • @hotjiga
    @hotjiga2 жыл бұрын

    Thanx Nduzo (Andrew) and the Drewmas Team,Sungura haina meaning kana usina kupa mbiri nerukudzo Kuna Baba Shero who is the Legend or King of Sungura,Paradzai usarwadziwa na Dr Macheso dai asipo murume uyu anonzi Cheso dai Sungura yakaparara,Kugona munogona mkoma asi dambudziko renyu Kuzvikudza neBlack label,Mukarongeka munogona kudedzwawo mhiri kwemakungwa,Drewmas fambiraiwo mapepa ehuchiremba a Baba Sharo our Minister of Arts is busy snoring.Vanoda kuzomuka baba Shero Vafa here?Drewmas you deserve an award

  • @godfreegwenzi9932
    @godfreegwenzi99322 жыл бұрын

    I really love his music, he still looks very confident and energetic he just need to drop us another album. Track Huruwa, will remain in my top 5 sungura playlist.

  • @jessymachaya8932
    @jessymachaya89322 жыл бұрын

    Wenyama tisambodadirana hamawee kurarama kune zvakawanda wanda 😘😘😘

  • @calvinchinyere2118
    @calvinchinyere21182 жыл бұрын

    Thank you so much Mr Andrew I was looking for this man kuti aripi achiri kuridza here I happy Paradzai Mesi is my BEST

  • @pascadube5472
    @pascadube54722 жыл бұрын

    Paradzai you are the best mudhara ,vangataure havo vanovenga asi tinemi mumimhanzi

  • @perkinsmarwisa5533
    @perkinsmarwisa55332 жыл бұрын

    He is Talented.vane mari batsirai murume uyu.

  • @nesbertmasango8922

    @nesbertmasango8922

    2 жыл бұрын

    Anoda guidance chaiyo. Kudhakwa ndokwamukuvadza. On his last album he was helped by Macheso

  • @rockmaposa3109
    @rockmaposa31092 жыл бұрын

    Here is another level, thank you Andrew and crew. Wazadzisa chikumbiro changu. Ndini wevamwe vaida chaizvo kuzwa nezvevakuru

  • @evanschikomwe8542

    @evanschikomwe8542

    2 жыл бұрын

    Me too wena ndomufarira munhu uyu

  • @simbarashemuchinani84
    @simbarashemuchinani842 жыл бұрын

    Macheso haumufaririi,but thanks watauraa kujatajata

  • @wiltonhove374
    @wiltonhove3742 жыл бұрын

    Ini ndakazoziva mufesi uyu 06 ndatovakuzvishandira muwenera album yekuti Zvave muropa kunyanya songu yekuti Hondo inopedzwa nehondo nekuti ndaifarira zvemusindo💪 kubvaipapo

  • @alexiongororombe5175
    @alexiongororombe5175 Жыл бұрын

    I love paradzai mesi to the borne. He is the best sungura artist for me

  • @kennethndlovu8335
    @kennethndlovu83352 жыл бұрын

    Paradzai mesi is a man uyalithanda iqiniso ....

  • @edgarmunyongani8220
    @edgarmunyongani82202 жыл бұрын

    Paradzai is one of the golden oldies & rare specie in terms of music..let us rally behind him to come back to track it seems the band is quickly sinking into doldrums..but truely is a force to reckon with..

  • @stanleygambiza9096
    @stanleygambiza90962 жыл бұрын

    Moyo unorwadza kuti vakasvika pakunogara muparazi nekuomerwa nehupenyu ,vamwe vaimbi batsiraiwo mukoma Para vabude mupurazi umo istress inoita kuti vamwe hwahwa zvakanyanya kudaro,Komborerwai Mukoma Para

  • @rmudombe
    @rmudombe2 жыл бұрын

    Not sure if I am the only one but I'm thinking media has not been fair on this man. All sorts have been stated about him. He is so intelligent.

  • @destinyndevaeta3546
    @destinyndevaeta35462 жыл бұрын

    Mr Andrew may the Lord bless you Man 🙏 this is what we been waiting for, PARADZAI MESI please we need your ordinary life from you now 👆ok. From Namibia 🇳🇦🇳🇦

  • @clemencedongo8817
    @clemencedongo88172 жыл бұрын

    Ndipeiwo number dzake Paradzai ndimbomupa ecocash

  • @rmudombe

    @rmudombe

    2 жыл бұрын

    Undipewo.

  • @christophermasekesa4316
    @christophermasekesa43162 жыл бұрын

    Chipo munacho mukoma Para , well done.

  • @donaldikomo4932
    @donaldikomo49322 жыл бұрын

    Ndinokutendai chaizvo guys magonawo APA ndaitoshaiwa kuti Mukoma Paradzai ndingavanzwawi hr vachizvipindurira Big up Drewmas

  • @nyashamudadi1258
    @nyashamudadi12582 жыл бұрын

    Paradzai mesi mudara aindigonera uyu

  • @saunyamazvepasi5119
    @saunyamazvepasi51192 жыл бұрын

    Paradzai Mesi is intelligent, and talented. Wish him all the best. Dai angoregawo kudhakwa. Maybe it's his background. If someone can try to help him live in a better place, not mupurazi.

  • @Mchilowamakhosikazi
    @Mchilowamakhosikazi Жыл бұрын

    Media ndoyakawisira pasi Para bcoz zvekutonyora kuti uridzwe pa radio we need more stations not zbc with few stations vanoita cortuption kuti artist aridzwe what l love about Para anoziva Mwari almost all music he sang anotaura nezva Mwari and same Mwari amusimudzira

  • @samsonkaziko544
    @samsonkaziko5442 жыл бұрын

    Drewmas are onto something big here. Andy do consider forming a stable to promote mamusicians ane matarenda vari kurasika nekuda kwe kushaya proffessional guidance. Pana Para pakashaika hapo proffessional 'assistance' music yake ndokuenda kwayo. He can easily be among well selling artists

  • @clemencedongo8817
    @clemencedongo88172 жыл бұрын

    Maita basa Drewmas, munhu ndomuda uyu ndafara kumuona

  • @marlonrusvava9875

    @marlonrusvava9875

    2 жыл бұрын

    Ma songs ake bhoo zvokuti.

  • @everestpaidamutandakamwe7550
    @everestpaidamutandakamwe75502 жыл бұрын

    Pamberi nebasa, well done guys you are doing a wonderful job bringing us insight information about our Great Zimbabwe.

  • @visionmushayagwazvo1330
    @visionmushayagwazvo133010 ай бұрын

    Well done Brother Neshamba we respect Mesi paradzai

  • @samaduefelix2244
    @samaduefelix22442 жыл бұрын

    Finally im happy to see papa Para on tv , we have been hearing a lot of disturbing stories about him

  • @jpslabbert6981
    @jpslabbert69812 жыл бұрын

    Kkkkk muchiuno mukoma Paradzai chidzikamai makura manje .madresses aya anotipedzera cash .Ndakazogarawo pasi ndapera basa kusara ndisina chinhu coz cash ndaibudisa.

  • @wisemancraig93
    @wisemancraig932 жыл бұрын

    Vakuda kusimudzira murume anonzi paradzai mesi vanomubata papi anogona murume Uyu hachingaparare chipo icho hama

  • @josiahmajuru672
    @josiahmajuru6722 жыл бұрын

    I'm Josiah Majuru From Zambia, I like Paradzai Messi

  • @matikamc2
    @matikamc22 жыл бұрын

    Wasumudza level Andireya. Picture and sound Quality is impeccable.

  • @cristianenrique809
    @cristianenrique8092 жыл бұрын

    tokumbirao Blessing Shumba ambotiudza kt nziyo dzake anonyora sey coz they're out of this world i think anodzihwa kudenga

  • @lazaruschabvuta9503

    @lazaruschabvuta9503

    2 жыл бұрын

    Kakuda kutidzosera kumashure

  • @teematipa2779
    @teematipa27792 жыл бұрын

    Munhu bhoo zvekuti dai arega kumwa zvakanyanya

  • @cristianenrique809
    @cristianenrique8092 жыл бұрын

    thanks Drewmas mandigonera asi mibvunzo maita mishoma tokumbirao chapter 2...isimbi iyo bt zvinodhaka ngasiye plizz mafans ake tiri tiii

  • @sandramanyimohungwechasura7982
    @sandramanyimohungwechasura79822 жыл бұрын

    Kkkkkkkkk gys chero muchisigona nhasi mandidadisa bcz murumeuyu anondigonera😍😘😗😗😗😗

  • @sinosmajayaya1112
    @sinosmajayaya11122 жыл бұрын

    Andrew ndinokuziva uchibvunza hard hitting questions but pana Para you didn't do justice to us. Serious you normally shoot your questions from the hip but apa haikona. We all know Para had a meltdown sometime ago and was thinking ndipo pauchanyatsonyudza gejo but nothing. Those guys you interviewed at the end spoke the truth. Para is an alcoholic who needs help. Pride yakamuwandira. This was the chance he should ask for assistance, be it financial, instruments or counseling chaiyo but he said he don't need any help. We could also tell he was intoxicated that's why he couldn't finish the interview. Anga achimhanyirepi iye awana a life changing opportunity. Come Para, we like you and your music but you need to buckle up

  • @edmundsmanzvanzvike2417
    @edmundsmanzvanzvike24172 жыл бұрын

    But pafeya mdara Para mune daka na baba Sharo.

  • @sheltonchamwalila7573

    @sheltonchamwalila7573

    2 жыл бұрын

    Ndaonawo sekudaro

  • @nkosinathincube2758

    @nkosinathincube2758

    2 жыл бұрын

    Aiwa favorite yake haifane neyedu ndizvatofanira kuziva hamuvengi asi anewaanofarira wo sezvaunoita

  • @lissarayo9740

    @lissarayo9740

    2 ай бұрын

    Taura hako

  • @richardtpundo1102
    @richardtpundo11022 жыл бұрын

    This guy is intelligent henyu

  • @mcneil1079

    @mcneil1079

    2 жыл бұрын

    Baba Para.🔥😊

  • @ephraimbalenie-nyengera128
    @ephraimbalenie-nyengera1282 жыл бұрын

    Kkkk vanhu vakaona sekuti ukuda kukopa Baba Sharo. Whatever the case may be haaa Paradzai Mesi you got real talent

  • @reasonkatsangu1
    @reasonkatsangu1 Жыл бұрын

    Am touched, Same measurement Rovai Mukanya!!

  • @lameckzisengwe6517
    @lameckzisengwe65172 жыл бұрын

    It is unquestionable that the guy is intelligent.

  • @mildredkasaila4115
    @mildredkasaila41152 жыл бұрын

    Murume uyu ndomufarira zvakanyanya. Thanks drewmas media

  • @chirandud6456

    @chirandud6456

    2 жыл бұрын

    Sando dzake

  • @Jahdeemuzzy
    @Jahdeemuzzy2 жыл бұрын

    I like your program Andrew. I enjoy it.

  • @tongaiguwera5301
    @tongaiguwera5301 Жыл бұрын

    Haaa mambo paradzai kumber nekut anogonesa kwandri dai pasin zvimwe zvinziyo dai ndakazaz para

  • @deliwenkwena5655
    @deliwenkwena56552 жыл бұрын

    Drewmas media taking us to another level. Matendwa vaAndrew Neshamba

  • @sibanda6124
    @sibanda61242 жыл бұрын

    Living Legends,,,educative music....🔥🔥🔥🔥🔥

  • @johanneschisasa1141
    @johanneschisasa1141 Жыл бұрын

    I loved your music and went mad with it. Bought all cassettes from Zaru to Zvave Muropa

  • @delightnangatidza895

    @delightnangatidza895

    Жыл бұрын

    ndirikutsvaga masimba towedzera naZvavemuropa

  • @alfredmarire2294
    @alfredmarire22942 жыл бұрын

    Pana Pane chariuraya na Goneso mdhara wakarova to the fullest mdhara,sando dzako

  • @shadreckmadanha2203
    @shadreckmadanha22032 жыл бұрын

    Mukoma Paradzai ndafara ndichinzwa mashoko enyu...i sulute you

  • @mukanyasoccerchannel9933
    @mukanyasoccerchannel99332 жыл бұрын

    Ndafarira ma jokes amukoma Para his my best artist

  • @agentswitchzw8748
    @agentswitchzw87482 жыл бұрын

    Well done mkoma Andrew, chikumbiro changu mutsvage banner re Drewmas kuti sango iro risaonekwe ndapota nechair mbiri mokanda mumota

  • @evanstatira7762
    @evanstatira77622 жыл бұрын

    Hanzi munhu hauyemurwe uri bere🔥🔥🔥🔥🤣🤣🤣🤣🤣

  • @wondergenaro2881

    @wondergenaro2881

    2 жыл бұрын

    Kkkkkkk

  • @zvabamboka
    @zvabamboka2 жыл бұрын

    Mudhara uyu akangwara anogona kupindura mubvunzo,imboita collabo na Macheso uri pa lead Macheso pa Bass!!

  • @hativatyedylan4270
    @hativatyedylan42702 жыл бұрын

    He got jokes! Man I love his music kani

  • @jordanrusike5124
    @jordanrusike51242 жыл бұрын

    Bro Andrew,, next time bvunzai mega maAges, Back ground,,when band started & it’s Nhorondo etc etc,, Guess it’s not only me who didn’t know much from This Mukoma Mesi ! Asantesana

  • @EliasBanda-zb9dj
    @EliasBanda-zb9dj3 ай бұрын

    Am from zambia

  • @eustinadinhiri5248
    @eustinadinhiri5248 Жыл бұрын

    Ichokwadi paradzai mesi anodhakwa ukapinda muglendale mumabhawa huumushaye ano dhakwa muboora chaiwo

  • @filipesalomaodanielsithole5733
    @filipesalomaodanielsithole57332 жыл бұрын

    Ndafara stereki baba Paradzai itai basa sebasa moto we album Kambairai

  • @mshapiloevidence453
    @mshapiloevidence4532 жыл бұрын

    Tose tirihuruva song has got story behind my life guyz it's my song forever

  • @christinetembo131
    @christinetembo131 Жыл бұрын

    I love this guy

  • @tiagomabuya6409
    @tiagomabuya64092 жыл бұрын

    VaneShamba munezvimwe zvinhu zvamunodiwa kugadzadzirissa pashirongwa shenyu pane mibvunzo dzinobva Kumafans, munotodiwa kuti musaverenge dzimwe mibvunzo dzamunoona kuti adzifadze aripashirongwa,makabvunza Nicholas zakaria kuti aipa Masheso mari nemawindo takaona kwazvo kuti avana kufara nazvo,zvino mabvunzazve Paradzai kuti akarowa amai regai kudaro vaneshamba kune dzimwe mibvunzo dzinodzassa character yemuiyibi nepaashadaira napo,vamwe vainbi vashoramba kuwiya pashirongwa.

  • @gaylordmachengedzero2964
    @gaylordmachengedzero29642 жыл бұрын

    Kutevedzerwa kugona,kkkk hautevedzerwi kana uribere

  • @sipho8922
    @sipho89222 жыл бұрын

    Still waiting for History of Mashal munhumumwe thanks Andrew Neshamba keep it up well done

  • @sinosmajayaya1112

    @sinosmajayaya1112

    2 жыл бұрын

    Marshall akarova coup Patrick Mukwamba. 10 zero chaiyo kkkk

  • @takawiragwazazani7194
    @takawiragwazazani71942 жыл бұрын

    Homeboy wangu unondirwadzisa l knew this guys pa growth point

  • @shingaimasvaure6997

    @shingaimasvaure6997

    2 жыл бұрын

    Ane makore mangani mukuru uyu....my best msewe artist 🔥

  • @honesttmajaji326

    @honesttmajaji326

    2 жыл бұрын

    Ndipewo # dzake mukuru uyu

  • @makanakamaenzanise3602
    @makanakamaenzanise36022 жыл бұрын

    Ndinoimba ndakapeta rurimi....hmmmmm what a wise statement to make.

  • @advocatechivara8795
    @advocatechivara87952 жыл бұрын

    Yesaya good i am happy to see Paradzai Mesi. But pakuzoti handidi kubatsirwa apa haaaa hapana kundifadza

  • @brightonchaungwa8878
    @brightonchaungwa88782 жыл бұрын

    Keep moving mukoma Paradzai Mesi

  • @siyabongankiwane7322
    @siyabongankiwane73222 жыл бұрын

    Humhondi hunotangira pakuuraya Gudo because rinofanana nemunhu

  • @sipho8922
    @sipho89222 жыл бұрын

    Can you pliz help us find History of Blues revolution and History of Paul Mpofu

  • @campionmarowa8878
    @campionmarowa88782 жыл бұрын

    Papa Para musatirwadzise mhani dzokai muSystem

  • @ashleychamboko8729
    @ashleychamboko87292 жыл бұрын

    Unongosiya zvako baba sharo but ndovaunokopa kunyanya zviripachena yakarerekera kunama cheso I think simbaradzo or vakiridzo

  • @shingaimasvaure6997
    @shingaimasvaure69972 жыл бұрын

    I wonder why he's so quiet in music nowadays bcoz I like this man's msewe to bits...pls come back in ground 🔥🔥🔥

  • @chrispenchauke3751

    @chrispenchauke3751

    2 жыл бұрын

    Inyaya yebeer. Macheso tried to revive his career and was a supporting act and came to the stage drunk

  • @Majorchilapya925

    @Majorchilapya925

    2 жыл бұрын

    What please we love this man in Zambia

  • @alphiosmurombo6302
    @alphiosmurombo63022 жыл бұрын

    Baba Para, shasha yeshasha. I salute this guy!

  • @giftchinyoka6350
    @giftchinyoka63502 жыл бұрын

    Haaaa kunyora hako anogona murume uyu

  • @fujamuchenje7152
    @fujamuchenje71522 жыл бұрын

    I respect you bla mesi.

  • @magretmuranda7642
    @magretmuranda76422 жыл бұрын

    Njerama boys mangoti ziiz zii bikayi imwe mimhanzi

  • @Dalailama3674
    @Dalailama36742 жыл бұрын

    Koo vaimbi vekuMashonaland chiiko kufarira mapurazi, Sytem tazvida, daiton & josphat somanje

  • @tinashehombz

    @tinashehombz

    2 жыл бұрын

    System Tazvida was from Zaka, Masvingo

  • @Dalailama3674

    @Dalailama3674

    2 жыл бұрын

    @@tinashehombz his father from Malawi, his mother from Zaka but he spend his youth days in Mash Central

  • @Drwillo949

    @Drwillo949

    2 жыл бұрын

    System Tazvida is from Masvingo

  • @patientjavangwe4377
    @patientjavangwe43772 жыл бұрын

    Mudara neshamba tipakurirei level tinzwe

  • @ashygrace2956
    @ashygrace29562 жыл бұрын

    Ayiwa munogona zvekuti music yenyu ndoifarira baba Paradzai rambai muchienda mberi

  • @forgetjambaya9952
    @forgetjambaya99522 жыл бұрын

    Best wangu kupera hake

  • @austinempinga3904
    @austinempinga39042 жыл бұрын

    love it here in sweden love u andrew nechamba

  • @beautifulworld4712

    @beautifulworld4712

    2 жыл бұрын

    Umm muchanyadzisira, it's Neshamba

  • @simbarashechigwenya4647
    @simbarashechigwenya46472 жыл бұрын

    Natsa kwawabva iwe Maitabasa matibatira Mukuru uyu tidanireivo Mutambi futi

  • @ykusikwenyu
    @ykusikwenyu2 жыл бұрын

    Hauyemurwe uri bere kikikikiki

  • @garethkandima3857
    @garethkandima38572 жыл бұрын

    My favorite❤️

  • @zamamatsotso4274
    @zamamatsotso42742 жыл бұрын

    We love you br PARA life all about these

  • @simbarashechigwenya4647
    @simbarashechigwenya46472 жыл бұрын

    Kkkkkkkkkkkk Kasong kekuvharisa bhoo here

  • @Lucas-se6in
    @Lucas-se6in2 жыл бұрын

    Hanzi hove ndoiri kurwara here kana mvura ndoyakabvondoga. To those who didn't understand its politics.Am i the one is failing or the economy is the one making me to fail?

  • @jaisonmudyanago5790

    @jaisonmudyanago5790

    2 жыл бұрын

    That's true

  • @witnesschauke4874
    @witnesschauke48742 жыл бұрын

    Please musanganwa Dambudzo Mnangagwa Drewmas media we are stil waiting as u promise Kuti hapana pamunosiya

  • @nkosinathincube2758

    @nkosinathincube2758

    2 жыл бұрын

    Kkkk wakud kuty basa vapererwe nazvo here kkkkkkkkk

  • @lissarayo9740

    @lissarayo9740

    2 ай бұрын

    Kkkkk

  • @tinotendawashingtonmakwemb4195
    @tinotendawashingtonmakwemb41952 жыл бұрын

    I love this man🔥

  • @simonjambaya1127
    @simonjambaya11272 жыл бұрын

    Mr paradzai media Ngoma munorova

  • @azurecoast1537
    @azurecoast15372 жыл бұрын

    Mudara Mesi vachiri simbi guys mukoma Neshamba ne Dreams thanks nerimwe level

Келесі