Andy Muridzo Achiimba kumuchato haa anoimba hake uyu🔥🔥👊#sungura #viral #winkyd
what a tarlented soul with a pure and perfect voice 🔥🔥🔥🔥
I love you muridzo❤❤❤❤
Mukoma Andy makagona apa
Mukazogara Andy akazvarwa neChipo akapfumbata
This guys has got the vouce ❤❤❤❤
Chogona icho
😘😘😘❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥
so sweet ❤❤❤❤
Voice
guard ma1 tese tinoda hukuru chokwadi inyaya yekuti ed arimbira pachigaro munhu wese anotodawo escorted
😂😂😂
Vakomana ka ava kkk zvipande zvaari kuimba izvo 😂😂😂 vanenge vachiziva vane zvipande muzviround 😂😂😂
Chibaba icho
Voice rake bho zvekuti
Munoziva Andy akambodzingirirwaka kare kaaye vanhu musakanganwe.. Saka anogona achitya
🤣
Anga anonoka kushow kwete kutadza kuimba
Bodyguard svo was not necessary 😅
Vakomana vanoziva zvipande zvavo, ndongoti munhu wese muZim no need for bodyguard but zvipande zvedu zvotituma kuita mabodyguard 😂😂
@@fortunatemuchekadzese1939 🤣🤣🤣🤣🤣 Taura hako unomamiswa ukafira mahara Mazuva ano kana unezvipande gara wakagadzirira
Nhai zvako kutedzerana zvechi bharanzi zvisina basa. Zvakatanga rinhi zvema bodyguard izvi looks silly very silly kuda zvinhu !!!
body guard ndereyi ipapa
Escort ndeyeiko ipapa
Aiwao kana iye guard yacho kkk
Pazvi vanhu zvishoma zvakadai🤣🤣🤣🤣 kutya kurohwa nekuda kwezvipande
Пікірлер: 25

@asherthemaster
Жыл бұрын
😂😂😂
@tondetanditonny802
Жыл бұрын
Vakomana ka ava kkk zvipande zvaari kuimba izvo 😂😂😂 vanenge vachiziva vane zvipande muzviround 😂😂😂
Chibaba icho
Voice rake bho zvekuti
Munoziva Andy akambodzingirirwaka kare kaaye vanhu musakanganwe.. Saka anogona achitya
@tatendatakazamusic7580
Жыл бұрын
🤣
@paulcharidza4677
19 күн бұрын
Anga anonoka kushow kwete kutadza kuimba
Bodyguard svo was not necessary 😅
@fortunatemuchekadzese1939
Жыл бұрын
Vakomana vanoziva zvipande zvavo, ndongoti munhu wese muZim no need for bodyguard but zvipande zvedu zvotituma kuita mabodyguard 😂😂
@theophilus6147
Жыл бұрын
@@fortunatemuchekadzese1939 🤣🤣🤣🤣🤣 Taura hako unomamiswa ukafira mahara Mazuva ano kana unezvipande gara wakagadzirira
@ethigilly0808
Жыл бұрын
Nhai zvako kutedzerana zvechi bharanzi zvisina basa. Zvakatanga rinhi zvema bodyguard izvi looks silly very silly kuda zvinhu !!!
body guard ndereyi ipapa
Escort ndeyeiko ipapa
@iantakaedza7699