Ambuya Tasvu & Sekuru Tasvu Hoza Friday Pa7 Anderson Ave Mabelereign

By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849

Пікірлер: 56

  • @clotildatekere7572
    @clotildatekere7572Ай бұрын

    Gogo Tasvu vanogona kuimba zvavo newengoma uyo ndoma best angu ndokunemaziso angu chete .Maitabasa mukoma Robert.

  • @user-jw8qp8et5i
    @user-jw8qp8et5iАй бұрын

    Muskana ane traditional dance skirt for me ....ndobva ndanzwa bvudzi rangu kufamba famba

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433Ай бұрын

    Rasta anoinyisa Ngoma kwete zvekutamba

  • @ChipoMarimo-sh2zu
    @ChipoMarimo-sh2zuАй бұрын

    Ini hangu ndakumboenda kumbira na Tateguru Tasvu,thax gogo for supporting baba vedu u are the best,regai nditambe hangu mbirq ma Pasters murikuenda kun'anga husiku .

  • @PeeMoyo-qu1wn
    @PeeMoyo-qu1wnАй бұрын

    Mukomana wengoma nemusikana we traditional dance avo vanhu vakuru ngativapei maruva❤❤❤

  • @JosephinePenyai
    @JosephinePenyai23 күн бұрын

    Simba uripo ere anhuwoyeee apo thanks sekuru nambuya makaita basa

  • @constancetedza6932
    @constancetedza6932Ай бұрын

    rasta avo vanorova ngoma ndatenda hangu

  • @MiltonNcube-de7uq
    @MiltonNcube-de7uq18 күн бұрын

    Hosho nengoma nemateze best

  • @Mozambique347
    @Mozambique347Ай бұрын

    Madrum ma one

  • @user-xm2pb4nu1x
    @user-xm2pb4nu1xАй бұрын

    Raster haasi anosvikirwa here pangoma apo

  • @BlandinaZvakaoma-he9ir
    @BlandinaZvakaoma-he9irАй бұрын

    Sister vanotamba avo

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jgАй бұрын

    Mbuya nziyo iyo yekuti muroyi hapana ndimi chete vadzimu vangu mandiregerera inondiitira zvakanaka kunyanya ikaimbwa nemi

  • @marymutizwa1771
    @marymutizwa1771Ай бұрын

    Im in love with ngoma guy ngoma inoridzwa veduwe

  • @bensonchitupa3804
    @bensonchitupa3804Ай бұрын

    Zvinondinetsa mumoyo mangu......

  • @robertapfumaneyi
    @robertapfumaneyiАй бұрын

    Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo

  • @user-od7or6xo2r
    @user-od7or6xo2rАй бұрын

    Sekuru Haa raster vanoridza ngoma avo vanondigonera❤❤

  • @user-fw5eu5uk4o
    @user-fw5eu5uk4oАй бұрын

    Pakaipa sekuru mmmmm ndanakirwa zvangu rambayi makadaro gogo na sekuru

  • @pamidzaichari6330
    @pamidzaichari6330Ай бұрын

    7 avenue mabelreign mbira dzinonakidza

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg
    @NyaradzaiMutuvi-co9jgАй бұрын

    Pamweya tiritose ,panyaya tirikure

  • @bensonchitupa3804

    @bensonchitupa3804

    Ай бұрын

    Imbovashanyira live pa ground on Saturday

  • @MelodyNgwenya-yu7dh
    @MelodyNgwenya-yu7dhАй бұрын

    Tsemura dehwe Rasta Wakaipa wakaipa sekuru muitireiwo plan Rasta anofayisa mutambo uyo musamurasa he is the best ever👌

  • @MelodyNgwenya-yu7dh
    @MelodyNgwenya-yu7dhАй бұрын

    Yeah ngoma yakabatwa nevakuru haiwa vanogonesa ngazviende mberi nebasa❤❤❤

  • @MiltonNcube-de7uq
    @MiltonNcube-de7uq18 күн бұрын

    Sekuru Tasvu tokumbirawo vakomana avomuvaendese kustudio

  • @user-bm6uu8qs4b
    @user-bm6uu8qs4bАй бұрын

    Ndinofara kuona Simba achitamba sekuru.

  • @senzenikahari7330
    @senzenikahari7330Ай бұрын

    Havo nyamasvisva Tate guru Tasvu

  • @AmandaNdlovu-p3v
    @AmandaNdlovu-p3vАй бұрын

    I really love this song ,,,(zvinondinetsa mumoyo mangu)

  • @preciousmatenzenichatukuta7288
    @preciousmatenzenichatukuta7288Ай бұрын

    That was beautiful! I loved every moment. 🎉❤

  • @bensonchitupa3804
    @bensonchitupa3804Ай бұрын

    Its then drum for me

  • @user-gd7tt6qq2o
    @user-gd7tt6qq2oАй бұрын

    Ndafara mbuya varipo nhasi mauya muchembere

  • @spiwemujoni4483
    @spiwemujoni4483Ай бұрын

    Happy kuona Simba

  • @JosephinePenyai

    @JosephinePenyai

    23 күн бұрын

    Chero neniwo ndafara Simba ngawamuchengete sekuru Tsvavuuu

  • @MelodyNgwenya-yu7dh
    @MelodyNgwenya-yu7dhАй бұрын

    Mai avo ndagara ndavaona kuti varikuda mari chete😂😂😂Sekuru Tasvu vanopa zvavo aiwa havana kuomera chero arimuroyi vanopa 😂😂😂Thanks tateguru nebasa rakadai #mkoma Roby munotigonera always ❤❤❤vanhu vakuzunza chaizvo vaona vamwe vachipiwa mari kkkkkkk panonakidza apo😂😂😂😂😂😂

  • @GoodNyamadzawo-du7qc
    @GoodNyamadzawo-du7qcАй бұрын

    Magwenyambira rovai basa sekuru tasvu makanyanya❤❤

  • @khethiwephiri6247
    @khethiwephiri6247Ай бұрын

    This was beautiful ❤❤❤❤🎉🎉🎉

  • @AgnellaPangirai
    @AgnellaPangiraiАй бұрын

    Mbira ngoma gita zvave zvinhu murisei sekuru tasvu

  • @RumbidzaiGonoremvuu
    @RumbidzaiGonoremvuuАй бұрын

    Im happy to see Gogo tasvu

  • @IreenMarimo-ym5pj
    @IreenMarimo-ym5pjАй бұрын

    Mkomana wengoma uyo anered haaa ndatenda hangu

  • @user-ee8ye7ey4m
    @user-ee8ye7ey4mАй бұрын

    Ngoma iyo ❤❤❤

  • @maudiemhukayatadza9647
    @maudiemhukayatadza9647Ай бұрын

    ❤❤❤❤❤

  • @user-yi1jl4wb5y
    @user-yi1jl4wb5yАй бұрын

    Ko uyo hana zambiya here mberi kwevanhu nhai mukoma roby

  • @ChishongoMadhuve

    @ChishongoMadhuve

    Ай бұрын

    Uyo we t-shirt yeblack atobvisa zambiya nhy yet akapfeka kajips kapfupi APA achopfichuka

  • @user-dz3fp4bi9b
    @user-dz3fp4bi9bАй бұрын

    Kutamba nekuridza zvese ere Rasta aiwa sando dzenyu ngoma munoridza

  • @itaimoyo3111
    @itaimoyo3111Ай бұрын

    Rasta vanogona kungo bvarura dehwe avo sando dzavo

  • @user-zq8zp9ro6q
    @user-zq8zp9ro6qАй бұрын

    Kkkkkkk chii chokonzera ndikanzwa ma song chivanhu ndotanga kungochema ndakutotya kutevera, ndibatsirewo ndisachema ndoposiwa nekuti sekuru vanondigonera

  • @user-fn3cp9hu5v

    @user-fn3cp9hu5v

    Ай бұрын

    Une mudzimu

  • @user-zq8zp9ro6q

    @user-zq8zp9ro6q

    Ай бұрын

    @@user-fn3cp9hu5v hoo saka regai ndisatevera ngoma ndozobudirwa ndiri ndoga kk

  • @IdahMusiiwa
    @IdahMusiiwaАй бұрын

    ❤❤❤❤❤ngoma

  • @NabillaKapito
    @NabillaKapitoАй бұрын

    Ndikanzwa rwiyo irwo inhekwe baba pane zvoitika mumuviri wangu kunge kusuzuma andizive chii asi mbira ndodzifarira heyi i wish dayi ndiriko hangu vanhu vakunakidzwa ava

  • @NyaradzaiMutuvi-co9jg

    @NyaradzaiMutuvi-co9jg

    Ай бұрын

    Varipo vakuru vanenge vakunzwa tirikusarira

  • @bensonchitupa3804

    @bensonchitupa3804

    Ай бұрын

    Kkkkk

  • @stanfordmusekiwamurove3316
    @stanfordmusekiwamurove3316Ай бұрын

    Happen to see Simba

  • @user-nu2nv7qx8b
    @user-nu2nv7qx8bАй бұрын

    Mfana wengoma anofana kunoridza ku zbc

  • @davisonzamani5197
    @davisonzamani5197Ай бұрын

    Raster avo kana une dzimu roturuka chete cause vanobata dehwe😅😅

  • @linniahmuchavhaira3954
    @linniahmuchavhaira3954Ай бұрын

    Zvaakunakidza manje

  • @bensonchitupa3804
    @bensonchitupa3804Ай бұрын

    Its then drum for me

Келесі