Alick Macheso Akapinza Munhu uyu Basa Ipapo Ipapo hona maDance Manyama kuSteak House🔥

Музыка

Alick Macheso Akapinza Munhu uyu Basa Ipapo Ipapo hona maDance Manyama kuSteak House🔥
#sungura #viral #youtube

Пікірлер: 55

  • @lydiazi3893
    @lydiazi38935 ай бұрын

    Vanhu vanotamba vese kudarika vagara varipo vane mukonyo🙌🙌🙌🙌🙌🙌🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥❤

  • @fadzyification
    @fadzyification4 ай бұрын

    Just when you thought that you've seen it all, then boom.

  • @biggiemurisa3903
    @biggiemurisa39035 ай бұрын

    Yooo vari 2 vose vanogona kujaiva. Uyo anzi ndiye Shasta achanotsikirirwa namaJuice ndokupera kwaachaita. Uyo anzi aagone achatorwa nema poacher and he will shine mirai muone

  • @chiheleleFortue
    @chiheleleFortue3 ай бұрын

    Ah mkoma uyo anogona asina kuvhoterwa torii vese

  • @user-hs6qq1pm6i
    @user-hs6qq1pm6i4 ай бұрын

    Asina kuvhoterwa bhooo manjeeee

  • @SherrMalebe
    @SherrMalebe4 ай бұрын

    We cap ka 1 anonhonga dance❤

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme11883 ай бұрын

    Anotambisa mukomana anotofanirwa kudzidzisa avakasvika aripo happy for you mukomana

  • @user-zc1ih4km9r
    @user-zc1ih4km9r2 ай бұрын

    Aah ndiani anotadza chamupidigori,maakutoti madhAnzi manyamAA

  • @monicamuwalo3962
    @monicamuwalo39625 ай бұрын

    Arikutambei iyeyu arikuwadza madrama

  • @tafarapaul
    @tafarapaul5 ай бұрын

    I went to school with the winner Garikai Mupaka 🔥

  • @chitovamadyira1481
    @chitovamadyira14815 ай бұрын

    Uuuum vanhu vane zvipo zvavo kana uyo asina kuwhina wacho magetsi zvawo

  • @bornwelldhondo7237
    @bornwelldhondo72372 ай бұрын

    Haaaaa basa kuriwana akusi simple yaaaar No❤❤❤

  • @babramukanya9197
    @babramukanya91973 ай бұрын

    Uuu uyo asina kuvhoterwa anotamba uyo wekuvhoterwa dzungu rakanyanya

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme11883 ай бұрын

    Mukomana munyowani manyama uyo

  • @nkulumomthombeni4465
    @nkulumomthombeni44655 ай бұрын

    Yeah neehh

  • @user-hx8cs9lk2n
    @user-hx8cs9lk2n5 ай бұрын

    Varume Zim pakutamba chipo

  • @ruthchinaka2725
    @ruthchinaka27254 ай бұрын

    Number bhudhi you the best but both munotamba zvenyu guys hope second muchamutorawp

  • @user-yc2uj9vr2y
    @user-yc2uj9vr2y4 ай бұрын

    😂❤🔥 🔥 🔥 🔥

  • @kurevaalpha3123
    @kurevaalpha31234 ай бұрын

    Both

  • @InocenteMatule
    @InocenteMatule5 ай бұрын

    Yaa unemukonyo wangu darika pwere idzo dzagara dziripo dzaizviti shasha iwe ndiwe huru yadzo haudade zvako

  • @movenvenge1309
    @movenvenge13094 ай бұрын

    ma jucy anokundwa nevese uyo wechi two haana kupihwa nguva

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro4 ай бұрын

    Nhaimi ASI Havana mapfupa

  • @user-ch8nc7xf1l
    @user-ch8nc7xf1l5 ай бұрын

    Asina kuvhoterwa anotamba uye anogona

  • @tanakambudzi7892
    @tanakambudzi78925 ай бұрын

    Ndewekarati uyu

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu7655 ай бұрын

    Wagara waripo wakuita mukonyo like.....so it's better atsvage wachikudawo basa ...hauziwi hre kuti munhu akagarisa pabasa anozviita chamangwiza

  • @zivanaichiramba5611
    @zivanaichiramba56115 ай бұрын

    Asina kuvhoterwa Ndiye munhu atorinema dancing movies chaiwo uyo webhurugwa dzvuku ndizvowo hazvo

  • @priviledgemuleya3206

    @priviledgemuleya3206

    3 ай бұрын

    Taura hako Kune uyo vaona kuspinner chete

  • @hopemanncube3829
    @hopemanncube38295 ай бұрын

    Im seeing Prince Kapatsa on drums....is he part of the band now......

  • @princenapulu187

    @princenapulu187

    5 ай бұрын

    aimbova kudendera ryt?

  • @mozzarella7610

    @mozzarella7610

    5 ай бұрын

    Am also asking the same question

  • @user-zl7fg9xx3f

    @user-zl7fg9xx3f

    5 ай бұрын

    Anga aripa left penyu uyo ndinoona Frango

  • @princekapatsa6613

    @princekapatsa6613

    5 ай бұрын

    no was jamming

  • @simonsimon-mb9jp

    @simonsimon-mb9jp

    3 ай бұрын

    It's now police band you can't know all of them 😂😂😂😂

  • @user-uq2ou1nb5j
    @user-uq2ou1nb5j4 ай бұрын

    Macheso ngaatore vese veduwe

  • @obertjim8680
    @obertjim86804 ай бұрын

    pa cap ma 1 ayo

  • @user-si8th1xt9n
    @user-si8th1xt9n5 ай бұрын

    Kkkk

  • @user-nv1ln5wr9l
    @user-nv1ln5wr9l4 ай бұрын

    Vese vanotamba ava

  • @user-jg5kq2zb7m
    @user-jg5kq2zb7m5 ай бұрын

    veseV

  • @ConniekholiyMpansi
    @ConniekholiyMpansi5 ай бұрын

    Dai matora vese nhaimi nhaimi shuwa sekuru

  • @tendaimichaelsakarombe6100
    @tendaimichaelsakarombe61004 ай бұрын

    Kakuizvita muridzi weband ndiko kakazenge kakunganisa slomo kana muchayeuka mazuwa emhedzisiro same same newaripo kunyanya uya anoda kufadza bashero kwete isu watariri zvinokanganisa kufamba kwechitima kupota muchitora wamwe nyangwe wssingagoni zvinounza competition izvozvo watamba wose zvakanaka asi wekopisi uyo kwake ndofungidzira kuti kugymanistic kana karate ujamba jamba kuspina pina ndokuita sei manje

  • @godwinkwinjo
    @godwinkwinjo4 ай бұрын

    vane lucky ndandisiko🤣

  • @pacienciamatchinga100

    @pacienciamatchinga100

    3 ай бұрын

    😂😂😂😂😂😂😂

  • @user-hn5se9fh3w
    @user-hn5se9fh3w4 ай бұрын

    Gari kuseri

  • @annachaparanganda1120
    @annachaparanganda11204 ай бұрын

    Torai vese

  • @CostaLimpo-tq6gm
    @CostaLimpo-tq6gm5 ай бұрын

    Madue

  • @user-un5oy4cl2f
    @user-un5oy4cl2f5 ай бұрын

    Vose vanotamba yuuu kukunda majuzi uyo anongopiringidza zvisina order

  • @user-mp5lq1jp8j

    @user-mp5lq1jp8j

    5 ай бұрын

    😂😂

  • @priscamazoe694

    @priscamazoe694

    5 ай бұрын

    Ane dzungu zvako

  • @wellingtonmanyela9243

    @wellingtonmanyela9243

    5 ай бұрын

    😂😂😂😂

  • @mollensaungweme1188
    @mollensaungweme11883 ай бұрын

    Tora vese Macheso vanotamba vakomana avo

  • @user-rc1ch7kd4p
    @user-rc1ch7kd4p5 ай бұрын

    Toraivose vari2 mohafura vagaravariko

  • @WellingtonChanditeya
    @WellingtonChanditeya4 ай бұрын

    Tora vese vanotamba avo vanotodarike vagara varipo vavekuzvida

  • @timothymudukuti1107
    @timothymudukuti11075 ай бұрын

    copied Ferre Gola's Yamado's dancer

  • @tmafungo84

    @tmafungo84

    2 ай бұрын

    Yamado dance belongs to Fabregas 😅

Келесі