Albert Gatsi David and Goliath mp3
With the hand of the Almighty God David killed Goliath.
1 Samuel 17 vs 1-58
As Christians we are more than conquerors through JESUS CHRIST ( Romans 8 vs 37)
Muhondo dzese dzeupenyu tinorwirwa naMWARI saDAVID akarwirwa naMwari Asina banga kana museve asi akangokunda Nezita raJehovah
Пікірлер: 18
Tinovimba newe Gatsi!!
Ramba wakadzvanya mwanangu uri mugwara chairo wapindira mubhawa neShoko keep on son.
My brother you need recognition I don't understand Mazimba why salute this young niga 💥💥💥💪💪
Vaivepo ku ma 90s.
rova voice rako good boy
Bata waya
Kubata waya
Zveshuwa hondo dzose dzinorwiwa naIshe
Ndoweta hanguzve nemsambo wagatsi rooooooova iwe aaa 💥💥💥💥💥💥
MPURISA GATSI VA I SHANDA PA BEITBRIDGE POLICE STATION VARIPI VA CHIRI MUPENYU HERE VAIVE VE TRAFFIC POLICE.
Munhu ane rhythm guitar uyo ane nharo
Your brother from Zambia is saying keep it up
I respect you Sir
This is great mkoma.ipapo.
unogona Albert
ndirikutsvao song inonzi goho re beans tittle name ye song yacho inonzii chii
Thanx my brother
CHII CHA PARADZANISA ZCC - ZIMBABWE NE ZCC - SOUTH AFRICA NE KUTI KWA VA TANGA GUDHA RAVO VA KATANGA VESE CHII CHA VA PARADZANISA NHAI HA ZVI SHAMISI PAURO MUBAIBERI AMBO PARADZANA NA BARNABAS HANDIZVOHERE?