Haanaeplepsy here pliz endai naye anotarisiwa pliz ignorance yaitasekunyanya kwavanhu vekwachigodora zvi fai fa izvo
@dylanflavour7185 Жыл бұрын
Baba avo vanotoda iri police chaiyo vambotochwa 😂😂
@vanzskies89 Жыл бұрын
Ngavatsvage Mukotsanjera anobudisa ngozi yacho yotaura zvakaotika nezvairikida. Asi inovaudza kuti chii chakaitika. It’s difficult for me to tell kuti ndiye akatsika munhu but he may have done something to the body yemufi. Anenge anonyepa hake especially the account from his son and also pakuti ndiye akarohwa and all stuff then also haana kuenda ku rufu coz aitya kurohwa futi but waanoti mutsiki akaenda and nothing happened to him. Hameno wena
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
I prefer the word "mushandi" ini
@innocenthapazari8699 Жыл бұрын
Driver akazodzoka nemapurisa acho here? Kana akadzoka nemapurisa acho kutaura kuti akaenda; kana asina kudzoka then zviri pachena kuti haana kuenda.
Bhoyi ndokutii??Anonzi mushandi!That is insulting language and the headman or other people in court should raise the issue as a point of order!Matare haafaniri kubvumira mutauro wakasunama!
Say that again yar apa ndo main point chaiyo ndomira newe
@user-mi3bg3sd6o Жыл бұрын
Padare apa unotambiriswa mhosva.😂
@PendasiSyantongoleSimonM-dq7iu
Жыл бұрын
Nhai 😂😂
@user-gz1br6xc6e Жыл бұрын
Dare iri ka umwe achapedzisira abhadhara deforestation of character and some of the guys don't respect elders Pliz talk nicely to the old man like you are talking to your father
Пікірлер: 52
Kunongedza munhu mukuru nechigunwe zvine respect here
@user-gz1br6xc6e
Жыл бұрын
Uyo arikuda kupomera baba anoda kuwanei pazviri
😂😂😂 kune varume vanonyepa but sekuru iyo iri kumberi 😂😂😂
😂😂😂😂zvanzi na headman wangu murume uyu i ganvoster😂😂😂'ndazoseka nhs
Ùuu munhu akav nenhema life haifambe mumusha
Tasvu, gogo Shumba, Budzamukombe, Nehoreka, Kanengo etc edesai mpositanga uyo zvipere
Shamwari chakublocker siya nyaya ddzakatumirwa nababa Taps
Madhara ekwamarange akaoma musoro mazuda iwaya aanoveurwa 😅😅
Kushata zvese
Kuti bhoyi ndokudii bba awo hawana respect
I don't think the old man was driving but may have tried to do something to the dead body or took something that's why there's a haunting.
@user-sy5dv6nh8c
Жыл бұрын
You're right anezvaakaita pamufi
Deformation of character muchavenganafor zvenhando
Baba vakuru vese avo vanotendekwa nechigumwe shuwa?? Its very sad, the level of disrespect yacho inorwadza. Ari baba vako varikunzwarwo unonzwasei??
@user-gz1br6xc6e
Жыл бұрын
These guys should find something to do than wasting time blaming munhu
Aaaa bba awo mmmm wakaoma nekuti ini ndinoziwa kuti ngozi inobata anemhaka kwete asina saka akatsika munhu ndiye anemhaka + bba awo ngawasunungure Wana wawo nechokwadi chinobuda pamutomo pawo
Hatiti bhoyi tinoti mubatsiri
@josephchenjerai1075
Жыл бұрын
Say that again tinofanirwa ku respecter
Uyu mudhara ane nharo hake,,mhosva haitambirike seplate yesadza ndaty😂😂😂😂
😂pashata apooo
Haanaeplepsy here pliz endai naye anotarisiwa pliz ignorance yaitasekunyanya kwavanhu vekwachigodora zvi fai fa izvo
Baba avo vanotoda iri police chaiyo vambotochwa 😂😂
Ngavatsvage Mukotsanjera anobudisa ngozi yacho yotaura zvakaotika nezvairikida. Asi inovaudza kuti chii chakaitika. It’s difficult for me to tell kuti ndiye akatsika munhu but he may have done something to the body yemufi. Anenge anonyepa hake especially the account from his son and also pakuti ndiye akarohwa and all stuff then also haana kuenda ku rufu coz aitya kurohwa futi but waanoti mutsiki akaenda and nothing happened to him. Hameno wena
I prefer the word "mushandi" ini
Driver akazodzoka nemapurisa acho here? Kana akadzoka nemapurisa acho kutaura kuti akaenda; kana asina kudzoka then zviri pachena kuti haana kuenda.
Hazvidikuvarwadza nekuti mwana vavo handiye arikudonha,musadaroba musharukwa
@t.m1222
Жыл бұрын
Epilepsy ndoine mwana.
Munogarisana zvakanaka here maerano 😂nemishonga shonga iyi 😂
@My-Music0017
Жыл бұрын
Vanhu varikunyanyo bata mushonga. From following this channel ndikuona kuti vanhu havasi bhoo. You think they are rich yet its magic.
Ko inga vanaSaungweme vacho havapo wani
Ko izvi porofita/n'anga dzinoita zvekubvunzurudza (kuferefeta) maclients kunge mapurisa sei muchidziturasita nhaii imi vanhu? N'anga or muporofita haafaniri kungovona dambudziko oritaura ari iye oga here? Zvino akaita zvekvudzirwa pane chibvumirano chingazobuda pakati pemhuri dzacho dziri kufamba here? Pasi nevaporofita nen'anga dzakadaro! Siyanayi navo vanhu ivavo.
@blessmoreconstruction1128
Жыл бұрын
Taura hako
Mudhara uyo sooo ko vanhu dai vangoita kuti varipe zvapera
Ndozvidhara zvinoda kurohwa izvi zvino taura chokwadi
Havasi kugona kutonga
But everything is based on assumptions
Bhoyi ndokutii??Anonzi mushandi!That is insulting language and the headman or other people in court should raise the issue as a point of order!Matare haafaniri kubvumira mutauro wakasunama!
@pmuringa1
Жыл бұрын
😂
30:20 dare without magirazi 😂
@reginadzapasi9668
Жыл бұрын
Hazvindiitiri mushe kana asipo😂😂
Varikudii kuenda ku police vanotsvaga report yakaitwa kut yaiti chii chakaitika
@josephchenjerai1075
Жыл бұрын
Say that again yar apa ndo main point chaiyo ndomira newe
Padare apa unotambiriswa mhosva.😂
@PendasiSyantongoleSimonM-dq7iu
Жыл бұрын
Nhai 😂😂
Dare iri ka umwe achapedzisira abhadhara deforestation of character and some of the guys don't respect elders Pliz talk nicely to the old man like you are talking to your father
@juliaherbet2063
Жыл бұрын
Padare
@josephchenjerai1075
Жыл бұрын
Deformation
@momoza2985
Жыл бұрын
Deforestation ndochii
@juliaherbet2063
Жыл бұрын
@@momoza2985 I think he meant "deformation"
@josephchenjerai1075
Жыл бұрын
@@momoza2985 ndoona skt phone yaka typer yoga aida kuti deformation
Chigodora
@blessmoreconstruction1128
Жыл бұрын
Chopenga