Agatha speaks | Love & Reality Actor's Clash
Фильм және анимация
This is where they discuss about the film while in their characters that they played in the series and not their real life. Watch and discover the hidden truth that was not mentioned in the series as well as deleted scenes. #actorsclash #slimazprotv
Пікірлер: 68
Brian ngaarambe kurara naTarisai then Misheck obva amitisa Tarisai wacho mubva magara mudish
😂😂😂😂 i like the way she was responding shemm,,this one is a great actress,,,,ndanga ndakutotyira the presenter kuti akatorohwa kaaaaa
@rutendobundo7912
Ай бұрын
😂😂😂😂😂 i thought ndini ndega, she was maintaining the same attitude from the drama, presenter aakutotyawo
Very talented actress. I look forward to seeing her play other roles in future. This role suits her 100%.
Luv u Cynthia unogona hko kuActor ❤
Yaaaah maiguru ku Actor zvako asi ivo reality haaa munhu ari soft singaite ❤❤😂😂😂
Maiguru ini hangu I love you. Vanhu ngavazive kwekutora advise kwete kufunga kuti munhu wese is your friend and has your needs at heart. Go Go Go maiguru
@fmk7941
Ай бұрын
Tora advice from a trustworthy source.
U are A super Star Maiguru 🔥🔥🔥
My favourite actress
Good Gulez munodzidzisa zvakawanda
Agatha,, woti inyenze, haadi kuita mwana, makuhwa, mhunza musha, pamromo kuba mari kutuchshop,, misheck misheck misheck tora umwe mkadzi
@nyashamavhudzi1616
Ай бұрын
Ngaangotore Tarisai Agatha uyu ambocheme
Vanhu muchadzidza zvakawanda naAgatha
Unoigona hako iwe Cynthy❤❤❤
Good actor ❤❤
Ma❤🎉
Ko iwewe sei usipo nhai ndakusuwa
Aiwaka maiguru saka imimi makushungurudza vamwe coz imimi mukushungurudzwawo hre
Kkkkk ahhhh Agatha ndakutadza mhinduro idzo
Good actress
Okay maiguru ndozvamuri kkk moyowenyu vakaoma wena .
@slimazprotv
Ай бұрын
Nhai kk
Cynthia sani💐
Maiguru 😢😢
Kakutonga kacho kakanyanya
Haa maiguru sando dzenyu
The way this girl answers the questions is somehow disturbing. The interview is supposed to be done in a way yekuti tinzwisise the interviewee. Is this an interview or what
Gulez munemoto chaiwo
Chimirai mai guru zvakwana😂
Uhmmmmmm today ndafara ndaverengerwa comment yangu nhasi kkkkkkl😂
Agatha akadyisa misheck pmwe wakamutora misheck kune rimwe babe
Mkadzi waMisheck uri nyoka iwewe
Mai guru murikutopota zv
Ini Hangu Agatha ndokunzwira hasha kuda kukurova karomo ikako
😂😂😂😂😂vese ndivana mai vangu maiguru kupindura sevari pamba pavamwene
Kkkkk mai guru vane chimoto
Misheck dayi akarora mumwe mukadzi cz Agatha ane dzungu plus hutsinye
@slimazprotv
Ай бұрын
Ngatorerwe mumwe kkk
Maiguru igindagoria chairo mhinduro dzavo so kkkk
Brian ngarege kurara naTarisai tione kuti anozogara sei iye vachiti ane nhumbu Agatha ane shanje uyo
Iiiii anoita seune makuhwa asiakati
Agatha dayi akarambwa apa ahaskuda kuitira Misheck mwana
@slimazprotv
Ай бұрын
Nhai Zvako kk
Mai guru hutsinye,kusaenda kuchikoro jealous nemunhu ari ku vhaa
Ndakagara gara ndofunga hangu Tindike
Haaa Agatha muparadzi chaiye haana chakanaka paari
Uuumm mai guru vane hutsinyu asi munenge makadyisa murume imi
Cynthia mrora manyama kkkk
🤣🤣🤣Agatha ganvoster😂
😂😂😂 maiguru ndaona marohwa naTarisai
@slimazprotv
Ай бұрын
Mhama chaiyo kk
Zimunzwa remunhondo
@user-tg8di6oj6x
Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@AliceGurure
Ай бұрын
Kkkkkkkk
Kaneutsinye
Chakanaka chimkadzi acho maiguru
Maiguru muchaenda murimi
Maiguru vnoda kurobwa avo
Maiguru mune hutsinye haa muri nyoka
Makuhwa nkuda kputsa imba ybamunini nmainini ummmm
Agatha une hutsinye
@slimazprotv
Ай бұрын
kkkkk
Inyaya yekuti kuactor dai iri real ndaikarovera kure uko
@simbarasheganaga2246
Ай бұрын
Am joking she is very good in that charactor
I guess mureal life ka ndozvaari
@fmk7941
Ай бұрын
That shows she’s playing her role really well.
@AnjoJoy.
Ай бұрын
Apo in real life good munhu. Good acting.